Mwana ane husope ini sababa handina......Mukadzi akaita chifambi here?? Ini nemukadzi wangu tainge tave nemakore akati kuti tisati tawana mwana. Semurume aida mukadzi wake handina chandakada kuita asi kungomira naadzimai vangu. Ndaimboenda kunze kwenyika kubasa mwedzi wega wega ndichidzoka hangu kumba. pfungwa dzekuita mumwe mukadzi painge pasina. More
$220