Mbavha dzawandisa. Mbavha dzakawanda dzinopinda nepama window or kuba zvinhu through windows. Takambobirwa ma phone, magumbeze and clothes nepa window until tazoona solution yema Window Door Alarms.
$3