0713095480 kik and go mota yakadzika karee yakadaro gearbox rakafa inombo driver kana kusada anoida yakadaro mota ndinayo Kumasvingo munopfuura ndinayo kunodzi kuGundu mota iyii makuseni inotofamba zvakanaka kutoenda kwamunoda yakazomira zvee 6 hrs yakadzika wakaimutsa hachatofambe omirira itonhore free delivery anoida unotumira ma details akoo ndouya atanga atanga yakazvitanga musi wa10 mazuva apfuura
$750 Now $650