Capri 530ltr deep freezer 0775443495 ZWL295 Chitungwiza Hodha bhero Capri 530ltr deep freezer Good as new Ndaita emergency ndokumbirawo $295 ndokupaiwo fridge yangu itsva iyo hurombo hunenge huroyi ,huyai henyu mutore Call or app 077five443495
$295