Mota iyi ndakai poster ne Sunday but handina kukwanisa ku attender ma calls enyu ndange ndri kurufu but now I'm free call me Chaita nditengese Mota iyi ndaita family issue saka ndiyo chete property yandaona yakakodzera kuti ndiitengese zvese zviriboe hapana chisipo ndri chiredzi muteyo shopping center kana maifarira monouya tosangana pa police station toonesana ndoda 700 usd last price not negotiable call or app 0784296310
$700