Caravan
Price: $1,800
Nissan caravan ikuboila Gearbox boe Iripa headlands apo Suspension boe mota ikumurimi wefodya mota iyo Call 0714724085
Private Seller: Joel M.
Price: $1,800
Nissan caravan ikuboila Gearbox boe Iripa headlands apo Suspension boe mota ikumurimi wefodya mota iyo Call 0714724085
Private Seller: Joel M.
Price: $2,500
March iyi yakachena guys huya nemarii chte hapana chisipo apa Price 2500 Call 0719199674
Private Seller: Joel M.
Price: $1,400
Nadia 3f engine 1.8li Yakachena mota iyi guys huya nebattery chte watomutsa mota yako nekuenda apa Price 1400 Call 0719199674
Private Seller: Joel M.
Price: $10,000
Mazda yejoza iyo nyama zvese mota iyo mukati nekunze engine as good as new mota pakudiwa mari chete ukatora iyi nyaya dzemota wadzipedza
Private Seller: Joel M.
Price: $1,800
Madza 626 iyi kick n go hapana chekutaura chakachena ichi ndibate nekukasika Price 1.8k Call 0719199674
Private Seller: Joel M.
Price: $4,400
X-trail nyama huyai mupedzere nyota patsime. Newly installed engine, neatly re-sprayed. Iri kutengeswa as it is kwete kuti masvika motanga kuda kuita nhongwa. Serious business hatidi kusiiswa mabasa muchinotiitisa window shopping.
Private Seller: Joel M.
Price: $3,400
Harria iyo nyama hurry zvese boe huyai nemari makabata mazoridza mhere paGround haikona parunhare ndapota. Serious business hatina nguva yekusiya mabasa muchinotiitisa window shopping musina mari. Negotiable !!!!!!!!! Call 0778955776 / WhatsApp or call 0712390575
Private Seller: Joel M.
Price: $2,500
Toyota Rav Engine 2.0CC Fuel : Petrol Model : 2015 Mileage : 143000kms Manual transmission Price : $2 500 Kindly call or Whatsapp: +27655373758/+27677029921
Private Seller: Joel M.