Lovelyson C. Listings

  • Price: Contact Seller

    haa MWARI zvinhu zvinoitika sekuda kwenyu ,kuchema kwangu panyika kufirwa na SOUL JAH LOVE Uyo wandaidisisa kupfuura munhu wese panyika pano.....😞😞Mupeiwo zororo seNgirozi kudenga. UYE Ndinoti torai vose vasina kurwadziwa neKUFA Kwake,nekuti havana basa panyika.Asi ndinongoti wedzerai mazuva eupenyu kuna SEH CALAZ. AMEN😭😭😭

    Private SellerPrivate Seller: Lovelyson C.

    Zimbabwe Zimbabwe |
    View Listing →