Sarah M. Listings

  • Not selling

    Price: FREE

    Am not selling anything for now sorry everyone not group related veduwe ndibatsireiwo ndatambura pane vamwe vakadzi 2 vakauya vakazokwereta zvinhu zvangu zvandotengesa asi manje havachadi kubhadhara 5 months now vakakwereta zvinhu zve 100 USA and zvikundirwadza nekuti ndakavapa nekuva truster kuti vanhu vekuziva now ukavabvunza vanopindura umwe wacho akatondi blocka pliz help kana pane anozivawo vanogona kundibatsira vanhu ava vandipe Mari yangu ndinoziva mozvinzwisisa nekuti murimowo mu business veduwe

    Private SellerPrivate Seller: Sarah M.

    Harare Harare |
    View Listing →