Matare Namhofu
Price: FREE
Kwaziwai kwaziwai hama dzadiwa kumativi mana vematare ,makristu vanotenda kuchivanhu nezvitendero zvose zvakasiyana siyana ndinongoda kuti Happy New Yr Tinotenda mbiri Mudzimu unoyera pamwe na Nyamusikavanhu vatisvitsa pano vazhinji vakaparara vachida kuva nesu nhasi asi tenda kuti wapinda Goredzva 2022 urimutano nyama nemweya zviripamwe
Private Seller: Sekuru M.