Inzwa bhururu nyaya inotapira $1750 mota yangu Nissan sulphy iyi manual zinara it's 2023 ,engine ne gear box hazvizive chipanera no any issue kana yekufungira ,ma tyre ndakabairira manyowani Dunlop ,intact suspension ,sound nyarara zvako Christmas ngoma rinenge richitambwa nderemo mu Nissan Sulphy ,kuchema chema mbichana chete ,test drive kana Zambia achatora chinhu ichi rimwe gore achandiudza above the rest yakachesa zvekuchena zviya huya uzvionere 0788665327
$1,750