Price: $1,800
*Ziko stands* Before Ziko tollgate 500sqm-$1800us 1000sqm-$3500us 3000sqm-$6500us *Sabhuku deals*
Private Seller: Belinda B.
Price: $1,600
Toyota Carina YAKANAKISA chose fuel injection 5A Fe engine inyowani iri ipapa $1600 mileage at 155k automatic suspension solid Haina kana dambudziko fuel saver ,huya titaurirane kuchekeresa uku 0788665327 Tateguru
Private Seller: Belinda B.
Price: $1,800
TOYOTA TAZZ aka dzimwe pfungwa dzomboti usatengese nekuti kakabatana zvekubatana zviya ,manual ,1.3ltr fuel savest ,engine ne gear box brandnew ,Sony sound system with 500watts Amplifier ,suspension 100% haiwa mukaka kakazvichenera zvonwisa mvura 0788665327 batai TATEGURU akupei zvenyu makasunu nguka
Private Seller: Belinda B.
Price: $1,500
Ladies and Gende man kana wanatsozvinzwa thank u ndipei mota dzenyu ndikutengeserei ndine ndoitwa TATEGURU svikiro guru rekutengesa yakafa kuti fii ,inofamba zvekufamba zviya ,accident damage ,yese inotongonzi mota ndati ndipei App me : with pics & info 0788665327 2days it's enough kuisa cash muhomwe inzwa inini hapana Dare rinorema kwandiri
Private Seller: Belinda B.
Price: $1,500
Ladies and Gende man kana wanatsozvinzwa thank u ndipei mota dzenyu ndikutengeserei ndine ndoitwa TATEGURU svikiro guru rekutengesa yakafa kuti fii ,inofamba zvekufamba zviya ,accident damage ,yese inotongonzi mota ndati ndipei App me : with pics & info 0788665327 2days it's enough kuisa cash muhomwe inzwa inini hapana Dare rinorema kwandiri
Private Seller: Belinda B.
Price: $2,650
Hondafit ichiri fit Inema tyre manyowani ese Ma mags all wheels Engine ne gear box zviri apa zvakarumana brand-new Mutero uripo kusvika next year pakati pegore chaipo Suspension 100% ndakaitisa Original paint clean in & out Radio amplified Sony 0787900913 TATEGURU haapotse iyi nyozera zvako ukuwana yaenda $2650 tichitaura zvishoma
Private Seller: Belinda B.
Price: $1,750
Inzwa bhururu nyaya inotapira $1750 mota yangu Nissan sulphy iyi manual zinara it's 2023 ,engine ne gear box hazvizive chipanera no any issue kana yekufungira ,ma tyre ndakabairira manyowani Dunlop ,intact suspension ,sound nyarara zvako Christmas ngoma rinenge richitambwa nderemo mu Nissan Sulphy ,kuchema chema mbichana chete ,test drive kana Zambia achatora chinhu ichi rimwe gore achandiudza above the rest yakachesa zvekuchena zviya huya uzvionere 0788665327
Private Seller: Belinda B.
Price: $7,000
Let your savings mean something rather than to spent it on pleasures ,300sqm $7000 half wotanga kutovanga balance pay off period of 18mnths stands under council sessions ,RANT DUTOIT PROPERTY DEVELOPER ,Progress is what you are seeing on pics at 70% we are movin daily
Private Seller: Belinda B.
Price: $1,350
Honda very neat and intact sealed one kick and move kwese kwatada suspension 100% fuel saver 1.3ltr mota yakanakisa zvekunaka zviya kuudzwa hunyimwa must see super take off everything intact $1350 ndokupa kuchekeresa uku 0787900913
Private Seller: Belinda B.
Price: $1,350
Honda very neat and intact sealed one kick and move kwese kwatada suspension 100% fuel saver 1.3ltr mota yakanakisa zvekunaka zviya kuudzwa hunyimwa must see super take off everything intact $1350 ndokupa kuchekeresa uku 0787900913
Private Seller: Belinda B.
Price: $2,500
Stands for sale Opposite Chikwanha shops Chitungwiza Roads, eclectricity available near Damview Different sizes available starting from 300sqm and above 300sqm-$2500us *Sabhuku deals* Hamawe handeyi tinovaka RENT HAICHANAKIDZA NDOCHOKWADI MUKANA UYOO 0716315260 CALL OR APP LIKE NOW aya nemanakiro akaita haasi kuzomira
Private Seller: Belinda B.
Price: $7,000
Unoziva here iriko mweya inokutendera ku saver Mari kubva gore richitanga kusvika ropera wozongoidya yese ne 1hour tinema Stands e classy & standard ZIMRE PARK EXTENSION aripa end of year Promo 300sqm $7000 tikuti deposit 5O% unotenderwa kutanga kuvaka Mansion yako balance to be paid in Period of agreement RANT DUITOIT PROPERTY DEVELOPER under council cessions all paper wrk very good , opportunity to end soon due to limited space left tirikuvaka ,buda nechako Gore rino 0716315260 , progress view the pics
Private Seller: Belinda B.